Testamende Yekare

Testamende Itsva

Joshua 20:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

MuIsraeri upi zvake kana mutorwa aigona kutizira hake kumaguta akatsaurwa uye aisazourayiwa nomutsivi weropa asati ambomiswa pamberi peungano.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 20

Maonero Joshua 20:9 akapoteredza