Testamende Yekare

Testamende Itsva

Joshua 20:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Ipapo Jehovha akataura naJoshua akati,

2. “Udza vana vaIsraeri kuti vatsaure maguta outiziro, sezvandakarayira kubudikidza naMozisi,

3. kuitira kuti ani naani anouraya munhu netsaona uye asina kuita namaune, agone kutizira ikoko uye adzivirirwe kumutsivi weropa.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 20