Iye akapindura akati, “Ngazviitwe sokutaura kwenyu.” Naizvozvo akavati ivo vaende ivo ndokuenda. Ipapo akabva asungirira tambo tsvuku pawindo.