Testamende Yekare

Testamende Itsva

Joshua 2:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Patakazvinzwa mwoyo yedu yakarukutika, uye hapana akasara nokutsunga maari nokuda kwenyu, nokuti Jehovha Mwari wenyu ndiMwari kumusoro kudenga napasi panyika.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 2

Maonero Joshua 2:11 akapoteredza