Jorodhani ndirwo rwakanga ruri muganhu kumabvazuva.Iyi ndiyo yakanga iri miganhu yairatidza nhaka yemhuri dzaBhenjamini kumativi ose.