Testamende Yekare

Testamende Itsva

Joshua 17:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu vaJosefa vakati, “Nyika yamakomo haitikwaniri, uye vaKenani vose vanogara mubani vane ngoro dzesimbi, ivo vose vari muBheti Sheani nemisha yaro pamwe chete navari muMupata weJezireeri.”

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 17

Maonero Joshua 17:16 akapoteredza