Testamende Yekare

Testamende Itsva

Joshua 14:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino vanhu veJudha vakaenda kuna Joshua paGirigari, uye Karebhu, mwanakomana waJefune muKenizi, akati kwaari, “Imi munoziva zvakataurwa naJehovha kuna Mozisi munhu waMwari, pamusoro pangu nemi, paKadheshi Bharinea.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 14

Maonero Joshua 14:6 akapoteredza