Testamende Yekare

Testamende Itsva

Joshua 14:14-15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

14. Naizvozvo Hebhuroni yakava nhaka yaKarebhu mwanakomana waJefune muKenizi kubvira ipapo, nokuti akatevera Jehovha, Mwari waIsraeri, nomwoyo wake wose.

15. (Hebhuroni yaimbonzi Kiriati Abha ichibva pana Abha akanga ano mukurumbira pakati pavaAnaki vose.) Ipapo nyika yakazorora pakurwa hondo.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 14