Testamende Yekare

Testamende Itsva

Joshua 13:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nyika yavo yaibva paMahanaimi, ichibatanidzira neBhashani yose, noushe hwose hwaOgi mambo weBhashani nemisha yose yeJairi, yaiva paBhashani, maguta makumi matanhatu;

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 13

Maonero Joshua 13:30 akapoteredza