Testamende Yekare

Testamende Itsva

Joshua 13:16-18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

16. Nyika yose kubva kuAroeri, nechokumucheto kwoMupata weArinoni, uye kubva muguta pakati pomupata, bani rose kupfuura Medhebha

17. kusvikira kuHeshibhoni namaguta ose ari mubani, kusanganisa Dhibhoni, Bhamoti Bhaari, Bheti Bhaari Meoni,

18. Jahazi, Kedhemoti, Mefaati,

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 13