Testamende Yekare

Testamende Itsva

Joshua 13:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

zvichireva umambo hwose hwaOgi muBhashani, akanga akambotonga muAshitaroti neEdherei uye akanga apunyuka akava mumwe wavakanga vasara pakati pavaRefaiti. Mozisi akanga avakunda akavatorera nyika yavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 13

Maonero Joshua 13:12 akapoteredza