Testamende Yekare

Testamende Itsva

Joshua 12:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Aya ndiwo madzimambo enyika iyoyo akakundwa naJoshua navaIsraeri kurutivi rwokumavirazuva eJorodhani, kubva paBhaari Gadhi muMupata weRebhanoni kusvikira kuGomo reHaraki, rakakwirira richienda kuSeiri (nyika dzavo Joshua akadzipa kumarudzi avaIsraeri kuti ive nhaka yavo zvichienderana namarudzi avo,

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 12

Maonero Joshua 12:7 akapoteredza