Testamende Yekare

Testamende Itsva

Joshua 10:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zuva rava kuvira Joshua akarayira vanhu vakavaturura mumiti ndokuvakanda mubako mavakanga vambovanda. Vakaisa matombo makuru pamuromo webako, ayo achiripo nanhasi.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 10

Maonero Joshua 10:27 akapoteredza