Naizvozvo zuva rakamira, nomwedziwo ukamira, kusvikira rudzi rwatsiva vavengi varwo, sezvazvakanyorwa muBhuku raJashari.Zuva rakamira pakati pedenga rikanonoka kuvira nenguva ingaita zuva rose.