Testamende Yekare

Testamende Itsva

Joshua 10:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Adhoni-Zedheki mambo weJerusarema akanzwa kuti Joshua akanga atora Ai akariparadza zvachose, akaitira Ai namambo waro sezvaakanga aitira Jeriko namambo wayo, uye kuti vanhu veGibheoni vakanga vaita sungano yorugare navaIsraeri uye kuti vaigara pedyo navo.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 10

Maonero Joshua 10:1 akapoteredza