Testamende Yekare

Testamende Itsva

Joshua 1:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Bhuku iri romurayiro harifaniri kubva pamuromo wako; fungisisa pamusoro paro usiku namasikati, kuti uchenjerere kuita zvose zvakanyorwa mariri uye ipapo uchabudirira kwazvo.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 1

Maonero Joshua 1:8 akapoteredza