Testamende Yekare

Testamende Itsva

Joshua 1:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Mozisi muranda wangu afa. Zvino iwe navanhu ava chigadzirirai kuyambuka rwizi rweJorodhani mupinde munyika yandava kupa vana vaIsraeri.

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 1

Maonero Joshua 1:2 akapoteredza