Testamende Yekare

Testamende Itsva

Joshua 1:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Pindai mumusasa mutaurire vanhu kuti, ‘Gadzirirai mbuva yenyu. Mukati mamazuva matatu muchayambuka Jorodhani urwu kuti mupinde mutore nyika yamunopiwa naJehovha Mwari wenyu kuti ive yenyu.’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana Joshua 1

Maonero Joshua 1:11 akapoteredza