Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jona 4:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Mwari akati kuna Jona, “Zvakanaka here kuti utsamwe nokuda kwomuzambiringa uyu?” Iye akati, “Hongu, ndakatsamwa zvokuti ndife.”

Verenga chitsauko zvakakwana Jona 4

Maonero Jona 4:9 akapoteredza