Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jona 2:9-10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

9. Asi ini, norwiyo rwokuvonga, ndichabayira kwamuri. Zvandakapika ndichazvizadzisa. Ruponeso runobva kuna Jehovha.”

10. Uye Jehovha akarayira hove, ikandorutsira Jona panyika yakaoma.

Verenga chitsauko zvakakwana Jona 2