Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jona 2:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Kubva mudumbu rehove Jona akanyengetera kuna Jehovha Mwari wake.

2. Akati: “Mudambudziko rangu ndakadana kuna Jehovha, iye akandipindura. Kubva mukati meguva ndakadanidzira kuti ndibatsirwe, uye imi makanzwa kuchema kwangu.

Verenga chitsauko zvakakwana Jona 2