Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jona 1:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo vafambisi vechikepe vakati kuno mumwe nomumwe, “Uyai, tikande mijenya kuti tione kuti ndiani aita kuti tiwirwe nenjodzi iyi.” Vakakanda mijenya, mijenya ikawira pana Jona.

Verenga chitsauko zvakakwana Jona 1

Maonero Jona 1:7 akapoteredza