Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jona 1:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Jona akatiza kubva pamberi paJehovha akananga kuTashishi. Akaburuka akaenda kuJopa, kwaakawana chikepe chaienda ikoko. Mushure mokubvisa mari yokufambisa, akakwira ndokuenda kuTashishi kuti atize kubva kuna Jehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana Jona 1

Maonero Jona 1:3 akapoteredza