Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jona 1:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo vakachema kuna Jehovha vakati, “Haiwa Jehovha, tapota musatiuraya nemhaka youpenyu hwomunhu uyu. Musatipa mhosva yokuuraya munhu asina mhaka, nokuti, iyemi Jehovha maita sokuda kwenyu.”

Verenga chitsauko zvakakwana Jona 1

Maonero Jona 1:14 akapoteredza