Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jobho 9:33-35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

33. Dai chete paingova nomumwe angamira pakati pedu, kuti aise ruoko rwake patiri tose,

34. mumwe zvake angabvise shamhu yaMwari kwandiri, kuti kutyisa kwake kurege kundivhundutsazve.

35. Ipapo ndichataura ndisingamutyi, asi sezvazvakaita kwandiri iye zvino, handingakwanisi.

Verenga chitsauko zvakakwana Jobho 9