Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jobho 9:23-26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

23. Kana dambudziko rikauyisa rufu nokukurumidza, achaseka kushaya tariro kwavasina mhosva.

24. Panowira nyika mumaoko avakaipa, vatongi vayo anovapofumadza. Kana asiri iye, zvino ndianiko?

25. “Mazuva angu anokurumidza kupfuura mumhanyi; anobhururuka asina kumboona mufaro.

26. Anopfuura sezvikepe zvenhokwe, kufanana namakondo anomhanyira nyama yawo.

Verenga chitsauko zvakakwana Jobho 9