Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jobho 8:18-21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

18. Asi kana ukatsemuka ukabva panzvimbo yawo, nzvimbo iyo ichauramba igoti, ‘Handina kumbokuona.’

19. Zvirokwazvo upenyu hwawo, hunooma, uye mimwe miti inomera ichibuda muvhu.

20. “Zvirokwazvo Mwari haarambi munhu asina mhaka kana kusimbisa maoko avaiti vezvakaipa.

21. Iye achazadza muromo wako nokuseka uye miromo yako nokupururudza.

Verenga chitsauko zvakakwana Jobho 8