Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jobho 42:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanun'una vake vose nehanzvadzi dzake navose vaimuziva vakauya vakadya pamwe chete naye mumba make. Vakamuvaraidza uye vakamunyaradza pamusoro pamatambudziko akanga aiswa naJehovha pamusoro pake, uye mumwe nomumwe wavo akamupa chidimbu chesirivha nemhete yegoridhe.

Verenga chitsauko zvakakwana Jobho 42

Maonero Jobho 42:11 akapoteredza