Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jobho 41:32-34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

32. Shure kwayo inosiya muhwezva unopenya; mumwe munhu angafunga kuti mvura yakadzika yava nevhudzijena.

33. Hapana chakaenzana nayo munyika, chisikwa chisingatyi.

34. Inotarisira pasi zvose zvinozvikudza; ndiyo mambo pamusoro pezvose zvinozvikudza.”

Verenga chitsauko zvakakwana Jobho 41