Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jobho 41:26-29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

26. Munondo unosvika kwairi hauna simba, uye pfumo kana museve kana pfumo guru hazvina simba.

27. Simbi inoita samashanga kwairi, uye ndarira sedanda rakaora.

28. Miseve haingaiti kuti itize zvimviriri zvakaita sehundi kwairi.

29. Tsvimbo inoita kunge chidimbu cheshanga kwairi; inoseka panorira bakatwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Jobho 41