Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jobho 41:1-4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. “Ungagona kukweva ngwena nechiredzo, kana kusunga rurimi rwayo netambo here?

2. Ungagona kupinza mukaro mumhino dzayo, kana kuboora rushaya rwayo nechiredzo here?

3. Ko, ingaramba ichikumbira kunzwirwa ngoni newe here? Ko, ingataura kwauri mashoko manyoro here?

4. Ko, ingaita chitenderano newe here kuti iwe uitore senhapwa kwoupenyu hwayo hwose?

Verenga chitsauko zvakakwana Jobho 41