Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jobho 38:8-11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

8. “Ndianiko akapfigira gungwa mikova parakatsemuka richibva muchizvaro,

9. pandakaita makore kuti ave nguo yaro, uye ndikariputira murima guru,

10. pandakariisira miganhu yaro, uye ndikaisa magoni aro namazariro panzvimbo yawo,

11. pandakati, ‘Apa ndipo paunosvika uye haungapfuuri; pano ndipo panoguma kuzvikudza kwamafungu ako’?

Verenga chitsauko zvakakwana Jobho 38