Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jobho 37:23-24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

23. Wamasimba Ose haanzwisisiki uye anokudzwa nesimba; iye haamanikidzi nokuda kwokururamisira uye nokururama kwake kukuru.

24. Naizvozvo, vanhu vanomutya, ko, haana hanya navose vakachenjera pamwoyo here?”

Verenga chitsauko zvakakwana Jobho 37