Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jobho 32:7-10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

7. Ndakafunga kuti, ‘Zera rinofanira kutaura; makore mazhinji anofanira kudzidzisa uchenjeri.’

8. Asi ndiwo mweya uri mumunhu, kufema kwaWamasimba Ose, kunomupa kunzwisisa.

9. Havazi vakuru bedzi vakachenjera, kana vatana chete vanganzwisisa zvakanaka.

10. “Naizvozvo ndinoti: Nditeererei; nemiwo ndichakuudzai zvandinoziva.

Verenga chitsauko zvakakwana Jobho 32