Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jobho 32:20-22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

20. Ndinofanira kutaura kuti ndisununguke; ndinofanira kushamisa muromo wangu ndigopindura.

21. Handina munhu wandinofanira kutsaura, uye handingabati kumeso munhu upi zvake;

22. nokuti dai ndaiva nyanzvi yokubata kumeso, muiti wangu aizokurumidza kunditora.

Verenga chitsauko zvakakwana Jobho 32