Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jobho 31:29-31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

29. “Kana ndakafadzwa nokurasikirwa kwomuvengi wangu, kana kufara zvikuru pamusoro penhamo yakamuwira,

30. handina kutendera muromo wangu kutadza, nokudana chituko pamusoro poupenyu hwavo,

31. kana vanhu veimba yangu vasina kumboti, ‘Ndianiko asina kumbogutswa nenyama yaJobho?’

Verenga chitsauko zvakakwana Jobho 31