Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jobho 29:7-11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

7. “Pandakaenda kusuo reguta ndikandogara muchivara,

8. majaya akandiona akatsaukira parutivi uye vatana vakasimuka;

9. makurukota akaramba kutaura akafumbira miromo yavo namaoko avo;

10. manzwi amakurukota akanyararidzwa, uye ndimi dzavo dzikanamira kumusoro kwemiromo yavo.

11. Vose vakandinzwa vakataura zvakanaka pamusoro pangu, uye vose vakandiona vakandirumbidza,

Verenga chitsauko zvakakwana Jobho 29