1. Ipapo Bhiridhadhi muShuhi akapindura akati:
2. “Kubata ushe nokutyiwa ndezvaMwari; uye anosimbisa rugare kumusorosoro kudenga.
3. Mauto ake angaverengwa here? Ndianiko asingavhenekerwi nechiedza chake?
4. Zvino munhu angava akarurama seiko pamberi paMwari? Ko, munhu akazvarwa nomukadzi angava akachena sei?