Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jobho 20:1-4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Ipapo Zofari muNaamati akapindura akati:

2. “Ndangariro dzangu dzokutambudzika dzinondikurumidzisa kuti ndipindure nokuti ndakanganisika kwazvo.

3. Ndiri kunzwa kutsiura kunondizvidza, uye kunzwisisa kwangu kunondikurudzira kuti ndipindure.

4. “Zvirokwazvo unoziva zvazvakanga zvakaita kubva kare, kubvira pakaiswa munhu panyika,

Verenga chitsauko zvakakwana Jobho 20