Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jobho 2:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iye akapindura akati, “Iwe unotaura somukadzi benzi. Ko, tichagamuchira zvakanaka kubva kuna Mwari, tikashayiwa zvakaipa here?” Pazvinhu izvi zvose, Jobho haana kutadza pane zvaakataura.

Verenga chitsauko zvakakwana Jobho 2

Maonero Jobho 2:10 akapoteredza