Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jobho 10:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. “Ndinosema upenyu hwangu chaihwo, naizvozvo ndicharega kunyarara pakunyunyuta kwangu ndigotaura neshungu dzomwoyo wangu.

2. Ndichati kuna Mwari: Musandipa mhosva asi mundiudze mhaka yangu nemi.

3. Ko, kundimanikidza kunokufadzai, kuti muzvidze basa ramaoko enyu, muchinyemwerera kurangano dzavakaipa here?

Verenga chitsauko zvakakwana Jobho 10