Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jeremia 7:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakavaka nzvimbo dzakakwirira dzeTofeti muMupata waBheni Hinomi kuti vapise vanakomana navasikana vavo mumoto, chinhu chandisina kuvarayira, chisina kumbopinda mupfungwa dzangu.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 7

Maonero Jeremia 7:31 akapoteredza