Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jeremia 7:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

asi ndakavapa murayiro uyu wokuti nditeererei, uye ndichava Mwari wenyu nemi muchava vanhu vangu. Mufambe munzira dzose dzandakakurayirai, kuti zvigova zvakanaka kwamuri.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 7

Maonero Jeremia 7:23 akapoteredza