Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jeremia 6:28-30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

28. Vose vamukiri vakaoma mwoyo, vanongofamba-famba vachiita makuhwa. Ivo indarira nesimbi; vose vanoita zvakaora.

29. Mvuto inovhutira zvinotyisa kuti ipise mutobvu nomoto, asi kunatswa kunongova pasina; nokuti vakaipa havangabviswi.

30. Vanonzi sirivha yakarambwa, nokuti Jehovha akavaramba.”

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 6