Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jeremia 6:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Takanzwa guhu ravo, uye maoko edu oshayiwa simba. Tabatwa nokurwadziwa, kurwadziwa kwakaita sokwomukadzi ari kusununguka.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 6

Maonero Jeremia 6:24 akapoteredza