Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jeremia 6:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. “Tizai kuti murarame, imi vana veBhenjamini! Tizai mubve muJerusarema! Ridzai hwamanda muTekoa! Simudzai chiratidzo pamusoro peBheti-Hakeremu! Nokuti njodzi yava pedyo ichibva kumusoro, iko kuparadza kwakaipisisa.

2. Ndichaparadza mwanasikana weZioni, akanakisa uye anoyevedza.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 6