Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jeremia 51:59 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iri ndiro shoko rakapiwa naJeremia kumuchinda Seraya mwanakomana waNeria, mwanakomana waMaseya, paakaenda kuBhabhironi naZedhekia mambo weJudha mugore rechina rokutonga kwake.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 51

Maonero Jeremia 51:59 akapoteredza