Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jeremia 51:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Paanotinhira, mvura yomumatenga inotinhira; anokwidza makore kubva kumigumo yenyika. Anotuma mheni pamwe chete nemvura, uye anouyisa mhepo kubva mumatura ake.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 51

Maonero Jeremia 51:16 akapoteredza