Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jeremia 49:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pamusoro peEdhomu: Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose, “Ko, muTemani hamuchina uchenjeri here? Mano atsakatika here kuna vakangwara? Ko, uchenjeri hwavo hwaora here?

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 49

Maonero Jeremia 49:7 akapoteredza