Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jeremia 44:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvirokwazvo tichaita zvinhu zvose zvatakati tichaita. Tichapisira zvinonhuwira kuna Mambokadzi woKudenga nokumudururira zvipiriso zvokunwa sezvatakaita isu namadzibaba edu, namadzimambo edu uye namachinda edu mumaguta eJudha nomunzira dzomuJerusarema. Panguva iyoyo takanga tine zvokudya zvizhinji uye takanga tigere zvakanaka tisina zvaitirwadza.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 44

Maonero Jeremia 44:17 akapoteredza